Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 19-25

MATEU 16-17

February 19-25
  • Rwiyo 45 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Une Mafungiro Aani?”: (10 min.)

    • Mt 16:21, 22—Petro akarega tsitsi dzaaiva nadzo dzichikanganisa mafungiro ake (w07 2/15 16 ¶17)

    • Mt 16:23—Petro haana kuva nemafungiro aMwari (w15 5/15 13 ¶16-17)

    • Mt 16:24—VaKristu vanofanira kutungamirirwa nemafungiro aMwari (w06 4/1 23 ¶9)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 16:18—Ndiani aiva dombo rakavakirwa ungano yechiKristu naJesu? (“Ndiwe Petro, uye padombo guru iri,” “ungano” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 16:18, nwtsty)

    • Mt 16:19—“Kiyi dzoumambo hwokumatenga” dzakapiwa Petro naJesu dzinomiririrei? (“kiyi dzoumambo hwokumatenga” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 16:19, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 16:1-20

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU