Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 16-17

Une Mafungiro Aani?

Une Mafungiro Aani?

16:21-23

  • Kunyange zvazvo Petro akanga aine chinangwa chakanaka, Jesu akakurumidza kumutsiura

  • Jesu aiziva kuti yakanga isiri nguva ‘yekuzviitira mutsa.’ Chaidiwa naSatani ndechekuti Jesu asaramba akarinda panguva iyi yaikosha

16:24

Jesu akataura zvinhu zvitatu zvatinofanira kuita kana tichida kutungamirirwa naMwari. Chimwe nechimwe chinorevei?

  • Kuzviramba

  • Kutora danda rako rekutambudzikira

  • Kuramba uchitevera Jesu