KURARAMA KWECHIKRISTU
Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva
Jesu akashandisa mifananidzo iri nyore kudzidzisa chokwadi chakadzama. Vaya vanozvininipisa ndivo chete vanoedza kunzwisisa uye kushandisa zvaakadzidzisa. (Mt 13:10-15) Pamufananidzo mumwe nemumwe, pindura mibvunzo iyi: Mufananidzo uyu ungandibatsira sei? Unofanira kuchinja sei upenyu hwangu?
UMAMBO HWEKUMATENGA HWAKAFANANA . . .
-
“netsanga yemasitadhi.”—Mt 13:31, 32; w14 12/15 8 ¶9.
-
“nembiriso.”—Mt 13:33; w14 12/15 9-10 ¶14-15.
-
“nepfuma” uye “nomunhu aifamba achitengesa.”—Mt 13:44-46; w14 12/15 10 ¶18.