PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU February 2019
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekuti Bhaibheri richiri kushanda here.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ramba Uchidzidzisa Hana Yako
Hana yedu ichatitungamirira zvakanaka kana tikaidzidzisa chokwadi cheBhaibheri chisingachinji.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Unoona Unhu hwaMwari Pazvinhu Zvaakasika Here?
Zvinhu zvakasikwa zvinoratidza simba raJehovha, rudo rwake, uchenjeri, kururama uye rupo rwaainarwo.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”
Tingaratidza sei kuti tinoonga chipo cherudzikinuro?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Uri “Kumirira Nomwoyo Wose” Here?
Ungaratidza sei kuti uri ‘kumirira nemwoyo wese uchitarisira kuratidzwa kwevanakomana vaMwari’?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ramba Wakamirira Uchitsungirira
Chii chichatibatsira kumirira nemwoyo wese pasinei nedambudziko ratiinaro?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kurega Kudzidza Bhaibheri Nevanhu Vasingafambiri Mberi
Tinofanira kuita sei kana tava nenguva tichidzidza nemunhu Bhaibheri asi toona kuti haasi kufambira mberi?