February 11-17
VAROMA 4-6
Rwiyo 20 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri”: (10 min.)
VaR 5:8, 12—Jehovha akatida “tichiri vatadzi” (w11 6/15 12 ¶5)
VaR 5:13, 14—Chivi nerufu zvakatonga samambo (w11 6/15 12 ¶6)
VaR 5:18, 21—Jehovha akatuma Mwanakomana wake kuti tiwane upenyu (w11 6/15 12-13 ¶9-10)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaR 6:3-5—Zvinorevei kubhabhatidzwa “muna Kristu Jesu” uye kubhabhatidzwa “murufu rwake”? (w08 6/15 29 ¶7)
VaR 6:7—Nei vanhu vachamutswa vasingazotongerwi zvivi zvavakaita vasati vafa? (w14 6/1 11 ¶1)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 4: 1-15 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, wozomuratidza chimwe chinhu chiri muBhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 54
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 97 Nemunyengetero