February 4-10
VAROMA 1-3
Rwiyo 88 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uchidzidzisa Hana Yako”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaRoma.]
VaR 2:14, 15—Munhu wese ane hana (lv 16 ¶6)
VaR 2:15—Kuti hana yedu ititungamirire zvakanaka, tinofanira kuidzidzisa (lv 17-18 ¶8-9)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaR 3:4—Zvii zvatingaita kuti ‘Mwari awanikwe ari wechokwadi’? (w08 6/15 30 ¶5)
VaR 3:24, 25—“Rudzikinuro rwakabhadharwa naKristu Jesu” rwakafukidza sei “zvivi zvakaitika munguva yakapfuura”? (w08 6/15 29 ¶6)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 1:1-17 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuita Seuri Kutaurirana Nevateereri, mobva makurukura navo chidzidzo 2 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w06 6/1 12 ¶4-13 ¶2—Musoro: Ramba Uchiona Zvinhu Sezvazviri. (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Unoona Unhu hwaMwari Pazvinhu Zvaakasika Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari—Chiedza Uye Ruvara.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 53
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 142 Nemunyengetero