PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU January 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ezvatingataura pakupa vanhu magazini eNharireyomurindi neAwake! uyewo bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! Shandisa mharidzo idzi kuti unyorewo mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba
Ita seuri kuona kushingaira kwaMambo Hezekiya pakunamata. Shandisa mifananidzo, mepu uye nguva inoratidza paiitika zvinhu zviri muna 2 Makoronike 29-30.
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Kuitisa Chidzidzo cheBhaibheri Uchishandisa Bhurocha raMashoko Akanaka
Zvinhu zvishanu zviri nyore zvaunogona kuita pakudzidzisa munhu Bhaibheri uchishandisa bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!
KURARAMA KWECHIKRISTU
Chikomborero Chatiinacho Chekuvaka Nekugadziridza Nzvimbo Dzekunamatira
Tingaratidza sei tinoshingairira uye tinoda basa dzvene rinoitirwa paimba yekunamatira?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi
Kupfidza kwechokwadi kwakaita Manase kwakabatsira. Ona kusiyana kweutongi hwake asati atapwa uye pashure pekunge asunungurwa kubva kuBhabhironi. (2 Makoronike 33-
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anozadzisa Zvaanovimbisa
Nguva yaiitika zviri pana Ezra 1-5. Pasinei nematambudziko aivapo, vaJudha vanodzoka kubva kuBhabhironi, vanotangazve kunamata Jehovha, uye vanovakazve temberi.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anoda Vashumiri Vanozvipira
Ezra nevaaiva navo vachienda kuJerusarema vaifanira kushinga, kuva nekutenda kwakasimba, uye kushingaira kunamata Jehovha. Shandisa mepu kuti ufungidzire mafambiro avakaita.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kusiya Pekutangira Kuitira Patinozodzokera
Zvinhu zvitatu zvinobatsira kuti tibudirire patinodzokera kunoona vanhu vakafarira chokwadi Bhaibheri.