January 25-31
EZRA 6-10
Rwiyo 10 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anoda Vashumiri Vanozvipira”: (10 min.)
Ezr 7:10—Ezra akagadzirira mwoyo wake
Ezr 7:12-28—Ezra anogadzirira kudzokera kuJerusarema
Ezr 8:21-23—Ezra akavimba naJehovha kuti aizodzivirira vashumiri vake
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ezr 9:1, 2—Kuroorana nevanhu vemamwe marudzi kwakanga kwakaipa zvakadini? (w06 1/15 20 ¶1)
Ezr 10:3—Nei vana vakaendeswa pamwe chete nemadzimai? (w06 1/15 20 ¶2)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: Ezr 7:18-28 (4 min. zvichidzika)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raMashoko Akanaka, wobva wakurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 1. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raMashoko Akanaka. Kurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 2. Siya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa bhurocha raMashoko Akanaka, chidzidzo 8, mubvunzo 2.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri
—Kusiya Pekutangira Kuitira Patinozodzokera”: (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vaparidzi Vhidhiyo Yeunyanzvi yaJanuary inoratidza kuti vaparidzi vangasiya sei pekutangira kuitira pavanozodzokera kana vachinge vapa munhu Nharireyomurindi, uye bhurocha raMashoko Akanaka. Zvomuungano yenyu: (8 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 7 ¶15-27 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 120 Nemunyengetero