PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU January 2018
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzekuenzanisira dzinoratidza kuti Bhaibheri richiri kushanda.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Umambo Hwokumatenga Hwaswedera Pedyo”
Johani airarama upenyu husina zvakawanda, achizvipira kuita zvinodiwa Mwari. Kusava nezvakawanda kunoita kuti tikwanise kuita zvakawanda pakushumira Mwari.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvatinodzidza paMharidzo yaJesu yepaGomo
Kuziva zvinodiwa zvedu zvemweya kunorevei? Zvii zvatingada kugadzirisa papurogiramu yedu yezvinhu zvekunamata?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Tanga Waita Kuti Uve Norugare Nehama Yako—Ungazviita Sei?
Jesu akadzidzisa kutii nezvekubatana kwakaita kunamata kunodiwa naMwari nekuva nerugare nehama yedu?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
Pazvinhu zvese zvatinogona kutaura mumunyengetero ndezvipi zvinonyanya kukosha?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Musazvidya Mwoyo
PaMharidzo yake yepaGomo, Jesu airevei paakaudza vadzidzi vake kuti vasazvidya mwoyo?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jesu Aida Vanhu
Jesu paakaporesa vanhu, akaratidza simba raaiva naro, asi chikuru ndechekuti akaratidza rudo uye tsitsi dzaaiva nadzo.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jesu Akazorodza Vanhu
Patinobhabhatidzwa, tinenge tichibvuma joko rekuva mudzidzi waJesu, uye kuita zvese zvinotarisirwa kumuKristu. Asi kuita izvi kunozorodza.