Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
Mumunyengetero wekuenzanisira, Jesu akaratidza kuti zvinhu zvine chekuita nechinangwa chaJehovha uye Umambo ndizvo zvatinofanira kukoshesa.
-
Zita raMwari
Umambo hwaMwari
Kuda kwaMwari
-
Zvekudya
Kukanganwirwa zvivi
Kuti tisakundwa nemuedzo
Zvimwe zvinhu zvine chekuita neUmambo zvandinogona kunyengeterera:
-
Kuti basa rekuparidza rifambire mberi
-
Kuti mweya mutsvene waMwari usimbise vari kutambudzwa
-
Kuti Mwari akomborere basa rekuvaka uye mishandirapamwe yekuparidza
-
Kuti Mwari ape uchenjeri nesimba kune vari kutungamirira
-
Zvimwewo