January 29–February 4
MATEU 10-11
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jesu Akazorodza Vanhu”: (10 min.)
Mt 10:29, 30—Jesu akati Jehovha anoda mumwe nemumwe wedu uye izvi zvinotizorodza (“shiri duku,” “mari isingakoshi,” “kunyange bvudzi romusoro wenyu rakaverengwa rose” tsanangudzo dzemamwe mashoko uye “shiri duku” mapikicha nemavhidhiyo Mt 10:29, 30, nwtsty)
Mt 11:28—Kushumira Jehovha kunozorodza (“makaremerwa,” “Ini ndichakuzorodzai” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 11:28, nwtsty)
Mt 11:29, 30—Kuzviisa pasi paKristu uye kutungamirirwa naye kunozorodza (“Takurai joko rangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 11:29, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mt 11:2, 3—Johani Mubhabhatidzi akabvunzirei mubvunzo uyu? (jy 96 ¶2-3)
Mt 11:16-19—Mavhesi aya anorevei? (jy 98 ¶1-2)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 11:1-19
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda nemubvunzo wekuti uzowana pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 43 ¶15-16—Koka munhu wacho kumusangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuzorodza Vaya ‘Vanoshanda Zvakaoma Uye Vakaremerwa’: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana mapedza, bvunzai mibvunzo iyi:
Zvii zvakaitika munguva ichangopfuura zvakaita kuti vamwe vade kuzorodzwa?
Jehovha naJesu vanotizorodza sei vachishandisa sangano?
Magwaro anotizorodza sei?
Mumwe nemumwe wedu angaitei kuti azorodze vamwe?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 6, bhokisi rakanzi ‘Mazuva Okuvanatsa Paakakwana’
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 138 Nemunyengetero