February 15-21
NUMERI 3-4
Rwiyo 99 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mabasa Aiitwa nevaRevhi”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 4:15—Ndeipi imwe nzira yatingaratidza nayo kuti tinotya Mwari? (w06 8/1 23 ¶13)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 4:34-49 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 15)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶8 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mushumo Webasa Wepagore: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Verengai tsamba inobva kuhofisi yebazi yemushumo webasa wepagore, mozoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vauye kuchikuva votaura zvinonakidza zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rebasa rakapfuura.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 2, chits. 5 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 63 Nemunyengetero