Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mabasa Aiitwa nevaRevhi

Mabasa Aiitwa nevaRevhi

Jehovha akatora vaRevhi panzvimbo pematangwe ese echirume evaIsraeri (Nu 3:11-13; it-2-E 683 ¶3)

VaRevhi vaiita mabasa anokosha (Nu 3:25, 26, 31, 36, 37; it-2-E 241)

VaRevhi vaiva nemakore anobva pa30 kusvika pa50 ndivo vaiita mabasa avo ese (Nu 4:46-48; it-2-E 241)

Vanhurume vemhuri yaAroni ndivo vaiita mabasa eupristi. Vamwe vaRevhi vese vaivabatsira. Mazuva ano, muungano yechiKristu dzimwe hama dzakagadzwa dzinoita mabasa akakura chaizvo asi vamwe vanoita mabasa anogara achiitwa nguva dzese.