February 22-28
NUMERI 5-6
Rwiyo 81 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ungatevedzera Sei vaNaziri?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 6:6, 7—Nei Samsoni airamba ari muNaziri asi iye aibata zvitunha zvaaiuraya? (w05 1/15 30 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 5:1-18 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga ne mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)
Hurukuro: (5 min.) w06 1/15 32 —Musoro: Zvinhu Zvinoshamisa Zvakawanikwa Kare Zvinoratidza Kuti Bhaibheri Rakarurama. (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Uchashumira Sapiyona Webetsero Muna March Kana Kuti April Here?”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi weMugovera, 27 February: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu. Ratidzai vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mozobvunza vateereri kuti: Vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu inofanira kuratidzwa papi? Zvii zvimwe zvingaitwa nasaimba kuratidza kuti ari kufarira?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 5 ¶9-16
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 36 Nemunyengetero