February 8-14
NUMERI 1-2
Rwiyo 123 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anoronga Vanhu Vake”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 1:2, 3—Chinangwa chekuverengwa kwaiitwa vaIsraeri chaiva chei? (it-2-E 764)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 1:1-19 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Taura naye nezvekudzidza Bhaibheri, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti zvamuri kukurukura zvienderane nasaimba wacho, uye muratidze rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)
Hurukuro: (5 min.) w08 7/1 21 —Musoro: Nei Bhaibheri Richitaura Nezvemadzinza 12 aIsraeri Asi Iwo Aiva 13? (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Takarongwa Kuti Tiparidzire Vanhu Vese”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika. Taurai zvimwe zvinhu zviri paJW Language® app.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 4 ¶10-17
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 1 Nemunyengetero