PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anoronga Vanhu Vake
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raNumeri.]
VaIsraeri vaidzika misasa yavo maererano nekurongwa kwavainge vakaitwa mumapoka emadzinza matatu (Nu 1:52, 53; w94 12/1 9 ¶4)
Vanhu vaiva mumisasa yevaIsraeri vanogona kunge vaisvika 3 000 000 kana kupfuura (Nu 2:32, 33; it-1-E 397 ¶4)
Jehovha anoda kuti vanhu vake vamunamate zvakarongeka. Ndizvo zvaiitwa nevaIsraeri uye ndizvo zvatiri kuitawo mazuva ano.—1VaK 14:33, 40.
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaratidza sei kuti ndiri kunyatsotsigira sangano raJehovha?’