January 11-17
REVHITIKO 20-21
Rwiyo 80 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anotsaura Vanhu Vake”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 21:5—Nei Mutemo waMwari wairambidza vanhu kuti vazvicheke-cheke miviri yavo? (it-1-E 563)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 20:1-13 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Munyengetero—1Jo 5:14. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raMashoko Akanaka wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 12. (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Chengetedza Wanano Yako”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’—Teerera Mitemo Yemakwikwi Ekumhanya.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 1, chits. 3 ¶1-10, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 3A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 94 Nemunyengetero