Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anotsaura Vanhu Vake

Jehovha Anotsaura Vanhu Vake

Tinofanira kuteerera mitemo yaJehovha yese (Re 20:22, 23; w04 10/15 11 ¶12)

Jehovha anovimbisa vanhu vake kuti achavapa nhaka (Re 20:24; it-1-E 1199)

Jehovha anotarisira kuti vanhu vake vamunamate zvakachena (Re 20:25, 26; it-1-E 317 ¶2)

Jehovha anokomborera vaya vanoramba vaine ushamwari hwepedyo naye. Kuti tirambe tichifarirwa naye, tinofanira kuramba takaparadzana nenyika nemaitiro ayo asina kuchena.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Marapirwo api andisingafaniri kuita asingafadzi Mwari?