January 18-24
REVHITIKO 22-23
Rwiyo 86 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mitambo Yemwaka Nemwaka Ine Zvainoreva Kwatiri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 22:21, 22—Nei kuvimbika kwedu uye kuperera kwedu kuna Jehovha kuchifanira kunge kwakazara? (w19.02 3 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 23:9-25 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yamanga muchikurukura. (th chidzidzo 13)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)
Hurukuro: (5 min.) w07 7/15 26—Musoro: Ndiani Aikohwa Zvibereko Zvekutanga Zvebhari Zvaiendeswa Kunzvimbo Tsvene? (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Magungano Anoitwa Gore Negore Anotipa Mikana Yekuratidza Rudo”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi “Rudo Harumboperi!”—Magungano Enyika Dzakawanda.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 3 ¶11-20
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 9 Nemunyengetero