Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mitambo Yemwaka Nemwaka Ine Zvainoreva Kwatiri

Mitambo Yemwaka Nemwaka Ine Zvainoreva Kwatiri

Paseka uye Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (Mutambo Wemakeke Asina Mbiriso) (Re 23:5, 6; it-1-E 826-827)

Mutambo Wemavhiki (Pendekosti) (Re 23:15, 16; it-2-E 598 ¶2)

Mutambo Wematumba (Re 23:34; w14 5/15 29 ¶11)

Tinogona ‘kufara kwazvo’ kana tikafungisisa zvinorehwa nemitambo yaiitwa nevaJudha uye kuti Jehovha achazadzisa sei vimbiso dzake.—Dhe 16:15.