January 25-31
REVHITIKO 24-25
Rwiyo 144 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 24:20—Shoko raMwari rinodzidzisa kuti tinofanira kutsiva here? (w09 9/1 22 ¶4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 24:1-23 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 16)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶6-7 (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
“Mwari naKristu Vachatisunungura”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dutu Sezvarinoswedera, Ramba Wakatarira Kuna Jesu!—Makomborero Atichawana muUmambo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 3 ¶21-30
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 104 Nemunyengetero