Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

VaIsraeri vainge vari varanda vaidzokera kumhuri dzavo nekuminda yavo mugore reJubheri

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana

Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana

Gore reJubheri raiita kuti vaIsraeri vasaramba vari muchikwereti uye vari varombo kweupenyu hwese (Re 25:10; it-1-E 871; ona mufananidzo uri pakavha)

Kutengeswa kwemunda kwaienderana nekuti munda wacho waizobudisa goho rakadii (Re 25:15; it-1-E 1200 ¶2)

Jehovha aikomborera vanhu vake pavaiteerera mutemo une chekuita negore reJubheri (Re 25:18-22; it-2-E 122-123)

Munguva pfupi iri kuuya, vanhu vakatendeka vachanyatsobatsirwa neJubheri rekufananidzira pavanenge vasunungurwa zvakakwana pachivi nerufu.—VaR 8:21.

Mumwe nemumwe wedu anofanira kuitei kuti azowana rusununguko rwakavimbiswa naJehovha?