January 4-10
REVHITIKO 18-19
Rwiyo 122 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uri Munhu Anozvibata”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 19:9, 10—Mutemo waMwari wairatidza sei kuti ane hanya nevarombo? (w06 6/15 22 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Re 18:1-15 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Munyengetero—Pis 65:2. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Hurukuro: (5 min.) w02 2/1 29—Musoro: Mitemo inorambidza kuroorana kwehama yakataurwa muMutemo waMozisi inoshanda kusvika papi kuvaKristu mazuva ano? (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Shamwari yaJehovha—Dzivirirai Vana Venyu: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo yacho. Taurai zvidzidzo zvirimo.—Zvi 22:3.
“Vabereki, Itai Kuti Vana Venyu Vave Neruzivo”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vaka Imba Icharamba Yakamira—Dzivirirai Vana Venyu Pazvinhu “Zvakaipa”.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 2 ¶28-31, mabhokisi 2A ne 2B
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 96 Nemunyengetero