PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ramba Uri Munhu Anozvibata
Jehovha haadi kuti tiite zvinoitwa nevanhu vari munyika (Re 18:3; w19.06 28 ¶1)
Jehovha anorambidza zvivi zvakadai sekurara nemunhu weukama, ungochani uye kurara nemhuka (Re 18:6, 22, 23; w17.02 20 ¶13)
Jehovha achaparadza nyika isina kuchena yakatipoteredza (Re 18:24, 25; Zvi 2:22; w14 7/1 7 ¶2)
Satani haadi kuti tipinde munyika itsva yaMwari. Asi mitemo yaJehovha inogona kutidzivirira pamusungo waSatani chero upi zvawo.
Tingaratidza sei Jehovha kuti tinovenga upombwe?