Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

Paunoona Munhu Kekutanga *

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari ane hanya nemunhu mumwe nemumwe?

Rugwaro: Mt 10:29-31

Pekuzotangira: Mwari anotibatsira sei kutsungirira matambudziko atinosangana nawo?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

Paunodzokera *

Mubvunzo: Mwari anotibatsira sei kutsungirira matambudziko atinosangana nawo?

Rugwaro: Jer 29:11

Pekuzotangira: Bhaibheri ringatitungamirira sei?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

^ ndima 3 ^ ndima 9 Munogona kuchinja mubvunzo wacho uye pekuzotangira kuti zvienderane nevanhu vamunenge muchikurukura navo.