February 21-27
1 SAMUERI 6-8
Rwiyo 9 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mambo Wako Ndiani?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 7:3—Vhesi iyi inotidzidzisei nezvekutendeuka uye kupfidza? (w02 4/1 12 ¶13)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 7:1-14 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano yedu. (th chidzidzo 18)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi pfupiso yechidzidzo 03, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
“Uchashumira Sapiyona Webetsero Muna March Kana Kuti April Here?”: (5 min.) Kukurukura nevateereri nyaya iri Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaJanuary-February 2021 papeji 16.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 21 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 21A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 35 Nemunyengetero