Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mambo Wako Ndiani?

Mambo Wako Ndiani?

VaIsraeri vakakumbira kuti vave nemunhu anogadzwa samambo (1Sa 8:4, 5; it-2-E 163 ¶1)

VaIsraeri vaisagutsikana nekuva naJehovha seMutongi wavo (1Sa 8:7, 8; w11 1/1 27 ¶1)

Jehovha akavayambira nezvematambudziko aizovapo kana vakatongwa nemunhu (1Sa 8:9, 18; w10 1/15 30 ¶9)

Jehovha agara ari Changamire wezvisikwa zvese. Matongero ake akanaka uye anoita kuti vaya vaanotonga vasare vaine chiremera. Kuteerera uye kutsigira kwatinoita utongi hwake kuchaita kuti tiwane makomborero nekusingaperi.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kuratidza sei muupenyu hwangu kuti ndinotsigira matongero aJehovha?’