Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Sauro Akatanga Achizvininipisa Uye Aine Mwero

Sauro Akatanga Achizvininipisa Uye Aine Mwero

Sauro aiva nemwero uye akambozeza kuva mambo (1Sa 9:21; 10:20-22; w20.08 10 ¶11)

Sauro haana kukurumidza kugumbuka vamwe pavakataura zvakaipa nezvake (1Sa 10:27; 11:12, 13; w14 3/15 9 ¶8)

Sauro akabvuma kutungamirirwa nemweya mutsvene waJehovha (1Sa 11:5-7; w95 12/15 10 ¶1)

Kuzvininipisa kuchatibatsira kuona mabasa atinoita uye unyanzvi hwedu sezvipo zvinobva kuna Jehovha. (VaR 12:3, 16; 1VaK 4:7) Uyewo kana tichizvininipisa, ticharamba tichivimba naJehovha kuti atitungamirire.