February 7-13
1 SAMUERI 1-2
Rwiyo 44 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nyengetera Kuna Jehovha Uchimuudza Zvese Zviri Mumwoyo Mako”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 2:10—Nei Hana akanyengetera kuti Jehovha ape “mambo wake simba” iko kwakanga kusina munhu aiva mambo muIsraeri? (w05 3/15 21 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 1:1-18 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!, uye kurukurai muchidimbu pakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 20)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 pfungwa 5 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vechidiki—Udzai Vabereki Venyu Zvese Zviri Mumwoyo Menyu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kuyaruka Kwangu—Ndingataura Sei Nevabereki Vangu?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 20 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 113 Nemunyengetero