PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Nyengetera Kuna Jehovha Uchimuudza Zvese Zviri Mumwoyo Mako
[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku ra1 Samueri.]
Hana akaita nguva yakareba achinyengetera kuna Jehovha (1Sa 1:10, 12, 15; ia 55 ¶12)
Hana akasiya matambudziko ake mumaoko aJehovha (1Sa 1:18; w07 3/15 16 ¶4)
Patinodurura mwoyo wedu kuna Jehovha, tinogona kuvimba kuti achatisimbisa uye achatitsigira.—Pis 55:22; 62:8.