January 17-23
VATONGI 20-21
Rwiyo 47 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uchibvunza Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 20:16—Zvipfuramabwe zvaishandiswa sei muhondo dzekare? (w14 5/1 11 ¶4-6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 20:1-13 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 5)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? (th chidzidzo 17)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 4)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvinhu Zvakasikwa Zvinoita Kuti Tiwedzere Kuvimba Neuchenjeri hwaJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai mavhidhiyo Zvakangoitika Zvega Here? Nei Masvosve Asingavharirani Nzira Paanofamba? uye Zvakangoitika Zvega Here? Kubhururuka Kunoita Nyuchi. Kurudzirai vateereri kuti vaongorore zvinhu zviri pajw.org pachikamu chakanzi “Zvakangoitika Zvega Here?” pavanenge vachiita kunamata kwemhuri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 5, chits. 19 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 19A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 87 Nemunyengetero