January 24-30
RUTE 1-2
Rwiyo 108 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ratidzai Rudo Rusingachinji”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Rut 1:20, 21—Sei Naomi akati Jehovha akanga aita kuti arwadziwe chaizvo neupenyu? (w05 3/1 27 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Rut 1:1-17 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (th chidzidzo 9)
Hurukuro: (5 min.) ia 43-44 ¶5-9—Musoro: Ndivanaani Vanoumba Mhuri? (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ziva Kuti Jehovha Achakuratidza Rudo Rusingachinji”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Mashoko Anobva Kukomiti Yevanoronga—2019.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 19 ¶7-15
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 97 Nemunyengetero