Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!

Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!

Dherira akaudzwa kuti kana akanyengedza Samsoni aizopiwa mari (Vat 16:4, 5; w12 4/15 9 ¶4)

Dherira akaramba achinetsa Samsoni kusvikira Samsoni ataura kwaibva simba rake (Vat 16:15-18; w05 1/15 27 ¶4)

VaKristu vanofanira kuva vakavimbika mumhuri uye muungano (1VaT 2:10; w12 4/15 11-12 ¶15-16)

Jehovha anopa mubayiro vaya vanoramba vakavimbika.—Pis 18:25, 26.