Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kutevedzera Mirayiridzo Kunoita Kuti Ubudirire

Kutevedzera Mirayiridzo Kunoita Kuti Ubudirire

Dhavhidhi aida kudzosa areka yesungano kuJerusarema (1Mak 13:3)

Haana kubudirira kuidzosa paasina kutevedzera mirayiridzo yematakurirwo ayaifanira kuitwa (1Mak 15:13; w03 5/1 10 ¶12)

Dhavhidhi akabudirira paakatsvaga zvaidiwa naJehovha (1Mak 15:2; 16:11; w03 5/1 11 ¶13)

Jehovha anofara patinoita zvinhu nevavariro yakanaka. Asi kuti Jehovha agamuchire zvatinoita, tinofanira kutevedzera mirayiridzo yake.—Dhe 30:16.