February 6-12
1 MAKORONIKE 10-12
Rwiyo 94 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 12:33; mashoko emuzasi—Varume 50 000 vekwaZebhuroni vakatisiyira muenzaniso upi wakanaka? (it-1-E 1058 ¶5-6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 11:26-47 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Bvunza munhu wacho kana achida kudzidza Bhaibheri. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 18)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tsvaga Mafungiro aMwari”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
“Ronga Zvaunoda Kuzoita Mumwaka weChirangaridzo”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 37 pfungwa 1-5
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 91 Nemunyengetero