PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika
[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 Makoronike.]
Adhamu aiva munhu chaiye (1Mak 1:1; w09 9/1 13 ¶5)
Noa aivawo munhu chaiye (1Mak 1:4; w08 6/1 3 ¶4)
Kunzwisisa kuti vanhu vanotaurwa muBhaibheri vanhu chaivo vakatorarama kuchaita kuti tikwanise kunyatsodzidza kubva pamienzaniso yavo.—1VaK 15:22; w09 9/1 14-15.