January 2-8
2 MADZIMAMBO 22-23
Rwiyo 28 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nei Tichifanira Kuzvininipisa?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mad 23:24, 25—Vanhu vakarerwa nevabereki vaisashumira Jehovha vanodzidzei pamuenzaniso waJosiya? (w01 4/15 26 ¶3-4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 23:16-25 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Munyengetero—Pis 65:2. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Unozvininipisa Here Kana Kuti Unozvikudza? (Jak 4:6): (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Kuzvininipisa kwakasiyana papi nekuzvikudza? Tinodzidzei kubva kuna Mozisi? Nei uchifanira kuramba uchizvininipisa?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 33
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 23 Nemunyengetero