Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Nei Tichifanira Kuzvininipisa?

Nei Tichifanira Kuzvininipisa?

Josiya aida chaizvo kufadza Jehovha (2Mad 22:1-5)

Akabvuma kuti vaJudha vakanga vaine mhosva (2Mad 22:13; w00 9/15 29-30)

Josiya akazvininipisa ndosaka Jehovha akamukomborera (2Mad 22:18-20; w00 9/15 30 ¶2)

Jehovha achatifarira kana tikazvininipisa totsvaga kutungamirirwa naye uye tikabvuma zvatinenge takanganisa tochinja mararamiro atinoita.—Jak 4:6.