January 23-29
1 MAKORONIKE 4-6
Rwiyo 42 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Minyengetero Yangu Inoratidzei Nezvangu?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 5:10—Kukunda kwakaita vaIsraeri vaHagri kunotikurudzirawo sei patinosangana nematambudziko anoita sekuti haakundiki? (w05 10/1 9 ¶7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 6:61-81 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 14)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Gadzirira Iye Zvino Kuitira Kana Ukazongoerekana Wamhanyiswa Kuchipatara”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo kunoitiswa nemukuru. Ipai vateereri nguva yekuti vapindure kana vhidhiyo yapera.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 35
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 88 Nemunyengetero