January 30–February 5
1 MAKORONIKE 7-9
Rwiyo 84 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anogona Kukubatsira Kuita Mabasa Akaoma”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 9:33—Vhesi iyi inotibatsira sei kuona kuti kuimba chikamu chinokosha chekunamata kwedu? (w10 12/15 21 ¶6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 7:1-13 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho kadhi rejw.org. (th chidzidzo 16)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 20)
Hurukuro: (5 min.) w21.06 3-4 ¶3-8—Musoro: Batsira Mudzidzi Wako weBhaibheri Kuti Ashandise Zvaari Kudzidza. (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Anotibatsira Kutsungirira Matambudziko”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 36
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 31 Nemunyengetero