January 9-15
2 MADZIMAMBO 24-25
Rwiyo 60 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uchiyeuka Kuti Nguva Yapera”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mad 24:3, 4—Mavhesi aya anotidzidzisei nezvaJehovha? (w05 8/1 11 ¶13)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 24:1-17 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Munyengetero—1Jo 5:14. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 15)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 2 kudzokorora
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 54 Nemunyengetero