January 1-7
JOBHO 32-33
Rwiyo 102 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Nyaradza Vaya Vari Kuzvidya Mwoyo
(10 min.)
Ona vamwe seshamwari (Job 33:1; it-1-E 710)
Edza kunzwisisa kuti vari kunzwa sei uye usavatonga (Job 33:6, 7; w14 6/15 25 ¶8-10)
Tanga wanyatsoteerera, wofunga usati wataura sezvakaitwa naErihu (Job 33:8-12, 17; w20.03 23 ¶17-18; ona mufananidzo uri pakavha)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Job 33:25—Vhesi iyi inotibatsira sei kuti tisanyanya kunetseka nezvekuti tinoratidzika sei patinenge tichikwegura? (w13 1/15 19 ¶10)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Job 32:1-22 (th chidzidzo 12)
4. Farira Vanhu—Jesu Akazviratidza Sei?
(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 1 pfungwa 1-2.
5. Farira Vanhu—Tevedzera Jesu
(8 min.) Kukurukura nevateereri lmd chidzidzo 1 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”
Rwiyo 116
6. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 4 bhokisi riri papeji 30