Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 10-16

MAPISAREMA 147-150

February 10-16

Rwiyo 12 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Pane Zvikonzero Zvakawanda Zvinoita Kuti Tirumbidze Jehovha

(10 min.)

Ane hanya nemumwe nemumwe wedu (Pis 147:​3, 4; w17.07 18 ¶5-6)

Anotinzwisisa uye anoshandisa simba rake kutibatsira (Pis 147:5; w17.07 18 ¶7)

Akatikomborera nekuita kuti tive pakati pevanhu vake (Pis 147:​19, 20; w17.07 21 ¶18)


ZVIBVUNZE KUTI, ‘Chii chimwe chinoita kuti ndide kurumbidza Jehovha?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 148:​1, 10—‘Shiri dzine mapapiro’ dzinotama-tama dzinotidzidzisei nezvaJehovha? (w23.03 16 ¶6)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho anokuudza kuti ane chirwere chakaipisisa chaainacho. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 5)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tsvaga mukana wekuudza munhu wacho chimwe chinhu chawakadzidza pamusangano wauchangobva kupinda. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)

6. Hurukuro

(5 min.) w19.03 10 ¶7-11—Musoro: Teerera Jesu—Paridza Mashoko Akanaka. Ona mufananidzo. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 159

7. Mushumo Webasa Wepagore

(15 min.) Kukurukura nevateereri.

Kana mapedza kuverenga chiziviso chinobva kuhofisi yebazi chemushumo wegore rebasa ra2024, itai kuti ungano itaure zvimwe zvinokurudzira zviri paMushumo Wegore Rebasa ra2024 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese. Ibvai mazoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vauye pachikuva, moita kuti vataure zvinhu zvinokurudzira zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rakapfuura.

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 37 Nemunyengetero