Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 17-23

ZVIREVO 1

February 17-23

Rwiyo 88 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mwanakomana waSoromoni ari kunyatsoteerera baba vake pavari kumurayira

1. Vechidiki, Muchateerera Ani?

(10 min.)

[Ratidzai VHIDHIYO inonzi Kusuma Bhuku raZvirevo.]

Iva akachenjera uye teerera vabereki vako (Zvi 1:8; w17.11 29 ¶16-17; ona mufananidzo uri pakavha)

Usateerera vaya vanoita zvakaipa (Zvi 1:​10, 15; w05 2/15 19-20 ¶11-12)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Zvi 1:22—MuBhaibheri, mashoko ekuti “benzi” uye “mapenzi” anowanzoreva vanhu vakaita sei? (it-1-E 846)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(2 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Munhu wacho ari kuda kuitisana nharo newe. (lmd chidzidzo 6 pfungwa 5)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(2 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Taura nemunhu anenge aratidza kufarira kuti mungazokurukura sei zvakare. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 5)

6. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(2 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 5)

7. Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi

(5 min.) lff chidzidzo 16 pfungwa 6. Shandisa nyaya iri pakanzi “Wedzera Pane Zvawadzidza” kuti ubatsire mudzidzi asina chokwadi chekuti zvishamiso zvakaitwa naJesu zvakaitika here. (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 89

8. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 80 Nemunyengetero