Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 3-9

MAPISAREMA 144-146

February 3-9

Rwiyo 145 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. “Vanofara Vanhu Vana Jehovha saMwari Wavo!”

(10 min.)

Jehovha anokomborera vaya vanovimba naye (Pis 144:​11-15; w18.04 32 ¶3-4)

Tariro yedu inoita kuti tifare (Pis 146:5; w22.10 28 ¶16-17)

Vaya vana Jehovha saMwari wavo vachafara nekusingaperi (Pis 146:10; w18.01 26 ¶19-20)

Tinogona kufara pasinei nematambudziko kana tikashumira Jehovha takatendeka

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 145:​15, 16—Mavhesi aya anotidzidzisei nezvemabatiro atinofanira kuita mhuka? (it-1-E 111 ¶9)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho anokuudza kuti ari kudzidza payunivhesiti. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 5)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Ita seuri kumuratidza imwe yemavhidhiyo ari muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa mokurukura zvirimo. (lmd chidzidzo 7 pfungwa 4)

6. Hurukuro

(4 min.) lmd mashoko ekuwedzera A pfungwa 7—Musoro: Mudzimai Anofanira Kuremekedza Murume Wake Zvikuru. (th chidzidzo 1)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 59

7. Jehovha Anoda Kuti Ufare

(10 min.) Kukurukura nevateereri.

Jehovha ndiMwari anofara. (1Ti 1:11) Akatipa zvipo zvakawanda zvakanaka zvinoratidza kuti anotida chaizvo uye anoda kuti tifare. (Mup 3:​12, 13) Ngatimbofungai zvimwe zvipo zvacho zviviri zvinoti, zvekudya uye kukwanisa kunzwa.

Ratidzai VHIDHIYO inonzi Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Jehovha Anoda Kuti Tifare—Zvekudya Zvinonaka Uye Kunakidza Kwezvatinonzwa Nenzeve, mobvunza vateereri kuti:

  • Zvipo zvatakapiwa zvinoti zvekudya uye kukwanisa kunzwa zvinoratidza sei kuti Jehovha anoda kuti ufare?

Verengai Pisarema 32:​8, mobvunza vateereri kuti:

  • Kuziva kuti Jehovha anoda kuti ufare kunokubatsira sei kuti ude kuteerera mirayiridzo yaanotipa achishandisa Bhaibheri nesangano rake?

8. Zvemuungano Yenyu

(5 min.)

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 22 ¶1-6

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 85 Nemunyengetero