Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

January 13-19

MAPISAREMA 135-137

January 13-19

Rwiyo 2 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. “Ishe Wedu Mukuru Kupfuura Vamwe Vanamwari Vese”

(10 min.)

Jehovha akaratidza kuti ane simba pamusoro pezvinhu zvese zvaakasika (Pis 135:​5, 6; it-2-E 661 ¶4-5)

Anodzivirira vanhu vake (Eks 14:​29-31; Pis 135:14)

Anotibatsira patinenge takaora mwoyo (Pis 136:23; w21.11 6 ¶16)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 135:​1, 5—Nei shoko rekuti “Jah” richishandiswa kakawanda muBhaibheri? (it-1-E 1248)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Taura nemunhu anenge aratidza kufarira kuti mungazokurukura sei zvakare. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Koka munhu kumusangano. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)

6. Kutsanangura Zvaunotenda

(5 min.) Muenzaniso. ijwfq nyaya 7—Musoro: Zvapupu zvaJehovha vaKristu Here? (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 10

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 90 Nemunyengetero