PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU July 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Nharireyomurindi uye bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Rumbidza Jehovha, Munzwi Wemunyengetero
Nei uchifanira kunyengetera kuna Mwari uchitaura zvawakamuvimbisa? Ungaratidza sei kuti unovimba naJehovha paunonyengetera? (Mapisarema 61-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari
Kurarama upenyu husina zvakawanda kunobatsirei? Ungatevedzera sei Jesu panyaya iyi?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi
Kushingaira kwaiita Dhavhidhi kunotidzidzisei? Zvii zvatichaita kana tichishingaira? (Mapisarema 69-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?
Kana ukapayona uchagutsikana neupenyu uye uchawana makomborero akawanda.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose
Unogona kuona kuti vamwe vanoenda kubasa uye vamwe vane dambudziko reutano vanotokwanisa kupayona.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Yeuka Mabasa aJehovha
Mamwe emabasa aJehovha ndeapi? Kufungisisa nezvawo kunotibatsira sei? (Mapisarema 74-78)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?
Munyori wePisarema 83 akaratidza kuti Jehovha Mwari ndiye waainyanya kukoshesa muupenyu hwake. Tingatevedzerawo sei munyori wepisarema muupenyu hwedu?