July 11- 17
MAPISAREMA 69-73
Rwiyo 92 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi”: (10 min.)
Pis 69:9
—Kushingaira kwatinoita pakutsigira kunamata kwechokwadi kunofanira kunyatsooneka (w10 12/15 7-11 ¶2-17) Pis 71:17, 18
—Vechikuru vanokwanisa kubatsira vechidiki kuti vashingaire (w14 1/15 23-24 ¶4-10) Pis 72:3, 12, 14, 16-19
—Kana tichishingaira, tichada kuudza vamwe zvichaitirwa vanhu neUmambo hwaMwari (w15 10/1 16 ¶3; w10 8/15 32 ¶19-20)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 69:4, 21—Uprofita huri mumavhesi aya hwakazadzika sei pana Mesiya? (w11 8/15 11 ¶17; w11 8/15 15 ¶15)
Pis 73:24—Jehovha anokudza sei vashumiri vake? (w13 2/15 25-26 ¶3-4)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 73:1-28
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.4
—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp16.4
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 ¶3-4
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?”: (15 min.) Tangai nekukurukura nevateereri muchidimbu nyaya yacho uye “Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose.” Mapedza, varatidzei uye kurukurai navo vhidhiyo iri paJW Broadcasting inonzi Kusarudza Basa Richakupa Makomborero Asingaperi. (Endai pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > VARI KUYARUKA.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 19 ¶17-31, bhokisi rakanzi “Josefa Akafa Rini?,” uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 123 Nemunyengetero