July 18- 24
MAPISAREMA 74-78
Rwiyo 110 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Yeuka Mabasa aJehovha”: (10 min.)
Pis 74:16; 77:6, 11, 12—Fungisisa nezvemabasa aJehovha (w15 8/15 10 ¶3-4; w04 3/1 19-20; w03 7/1 10-11 ¶6-7)
Pis 75:4-7—Rimwe remabasa aJehovha nderokugadza varume vanozvininipisa kuti vatungamirire ungano yake (w06 7/15 11 ¶3; it-1-E 1160 ¶7)
Pis 78:11-17—Yeuka kuti Jehovha akabatsira sei vanhu vake (w04 4/1 21-22)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 78:2—Vhesi iyi yakazadziswa sei naMesiya? (w11 8/15 11 ¶14)
Pis 78:40, 41—Mavhesi aya anoratidza kuti Jehovha anonzwa sei nezvatinoita? (w12 11/1 14 ¶5; w11 7/1 10)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 78:1-21
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) wp16.4 16
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp16.4 16
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 ¶6-7
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 15
Zvomuungano yenyu: (10 min.)
‘Jehovha Akasika Zvinhu Zvose’: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi iri pajw.org. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana mapedza, kumbirai vana vamakatosarudza nechekare kuti vauye pachikuva mobva mavabvunza mibvunzo pamusoro pevhidhiyo iyi.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 20 ¶1-13
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 73 Nemunyengetero