PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU July 2018
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekubatsira kunoita Bhaibheri kuti mhuri dzifare.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Iva Muteveri Wangu—Zvii Zvinodiwa?
Zvii zvatinofanira kufunga nezvazvo kana tikatanga kuona sekuti “mazuva ekare aiva nani”?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Mufananidzo wemuSamariya Akanaka
Vateveri vaJesu vanofanira kuda vamwe kusanganisira vanhu vane upenyu hwakasiyana nehwavo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Nei Kusava Nekwatinotsigira Kuchinyanya Kukosha? (Mik 4:2)
Tinofanira kutevedzera Mwari wedu asingasaruri, toitira vanhu vese zvakanaka.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munokosha Kupfuura Shiri Diki Zhinji”
Tingatevedzerawo sei Jehovha pakuratidza rudo kune vaya vari kutambudzwa?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi
Mufananidzo wemwanakomana mupambadzi unotidzidzisei nezveuchenjeri, kuzvininipisa uye kuvimba naJehovha Mwari?